Online Bible

- Reklamy -




Ruka 12:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Nemiwo munofanira kugara makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingatarisiri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Nemi ʋo mugare makaɀigadzira, nokuti Mŋanakomana womunhu ucaʋuya neŋguʋa yamusiŋgafuŋgi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Nemiwo mugare makazvigadzira, nokuti Mwanakomana womunhu achauya nenguva yamusingafungi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Nemiwo munofanira kugara makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingatarisiri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Nemiwo munofanira kugara makazvigadzirira, nokuti Mwanakomana woMunhu achauya nenguva yamusingamutarisiri.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 12:40

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy