Ruka 12:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona39 Asi zivai izvi zvokuti dai kuri kuti saimba aiziva nguva inouya mbavha nayo angadai aigara akasvinura haairega imba yake ichipazwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Asi muziʋe iɀi, kuti ɗai mŋene weimba aiziʋa ŋguʋa inoʋuya nayo mbava, haazaitendera kuti imba yake ipazwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Asi muzive izvi, kuti dai muridzi weimba aiziva nguva inouya nayo mbavha, haazaitendera kuti imba yake ipazwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Asi zivai izvi zvokuti dai kuri kuti saimba aiziva nguva inouya mbavha nayo angadai aigara akasvinura haairega imba yake ichipazwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Asi nzwisisai izvi: kuti dai mwene weimba aiziva nguva inosvika mbavha, haaizotendera kuti imba yake ipazwe. Viz kapitola |