Ruka 12:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona38 pangave pakati pousiku paanouya kana kuti nenguva yomurirakamwe chero achingovawana vakadaro vakakomborerwa zvavo varanda ivavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Kana akaȿika neŋguʋa yokurindira yecipiri, kana yecitatu yoʋusiku, akaʋawana ʋakaɗaro, ʋakaropafadzwa ʋaranda iʋaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 “Kana akasvika nenguva yokurindira yechipiri, kana yechitatu yousiku, akavawana vakadaro, vakaropafadzwa varanda ivavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 pangave pakati pousiku paanouya kana kuti nenguva yomurirakamwe chero achingovawana vakadaro vakakomborerwa zvavo varanda ivavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Zvichava zvakanaka kuvaranda avo vachawanikwa natenzi wavo vakagadzirira, kunyange dai akauya nenguva yokurindira yechipiri kana yechitatu yousiku. Viz kapitola |