Ruka 12:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 “Regai kuti mwoyo yenyu irambe iri pakutsvaka zvokudya, kuti muchadyei kana kuti muchanwei kana kuzvitambudza mwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Imi musatȿaka ɀamucadya, neɀamucanwa; musaɀidya mŋoyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Imi musatsvaka zvamuchadya, nezvamuchanwa; musazvidya mwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Regai kuti mwoyo yenyu irambe iri pakutsvaka zvokudya, kuti muchadyei kana kuti muchanwei kana kuzvitambudza mwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Musaisa mwoyo yenyu pane zvamuchadya kana kunwa; musafunganya pamusoro pazvo. Viz kapitola |