Ruka 12:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Akazobva ovataurira mumwe muenzaniso achiti, “Munda womumwe mupfumi wakapa zvakawanda kwazvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akaʋataurira mufananidzo, akati: Nyika yomumŋe mufumi yakaŋga yaɓereka kwaɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Akavataurira mufananidzo, akati, “Munda womumwe mupfumi wakanga wabereka kwazvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akazobva ovataurira mumwe muenzaniso achiti, “Munda womumwe mupfumi wakapa zvakawanda kwazvo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye akavaudza mufananidzo uyu akati, “Ivhu romumwe mupfumi rakabereka zvibereko zvakanaka. Viz kapitola |