Ruka 12:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 “Kana vakakukwidzai matare omumasinagogu kana kumatare enyika kana kuvakuru vakuru venyika, musazvitambudze kuti muchapindura sei kana kuti muchapindurei kana kuti muchataurei; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kana ʋacikuisai pamberi pamasinagoge naʋatoŋgi naʋakuru, musafuŋganya kuti mucapindura sei, kana inyiko, kana mucataurei. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Kana vachikuisai pamberi pamasinagoge navatongi navakuru vakuru, musafunganya kuti tichapindura sei, kana tichapindurei, kana tichataurei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Kana vakakukwidzai matare omumasinagogu kana kumatare enyika kana kuvakuru vakuru venyika, musazvitambudze kuti muchapindura sei kana kuti muchapindurei kana kuti muchataurei; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Mukange mamiswa pamberi pesinagoge, vatongi navane simba, musafunganya pamusoro pokuti muchapindura sei kana kuti muchazvidzivirira sei, Viz kapitola |