Ruka 11:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Achapindura nechomukati achiti, ‘Usandinetse, gonhi rakiiwa; vana vangu neni tatovata; handichagoni kumuka kuti ndiwane chokukupa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Uri mukati akapindura, akati: Usandinetsa; mukoʋa watopfigwa, naʋana ʋaŋgu ʋaʋa neni panhoʋo; handiŋgamuki ndikakupa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ari mukati akapindura, akati, ‘Usandinetsa; musuo watopfigwa, navana vangu vava neni panhoo; handingamuki ndikakupa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Achapindura nechomukati achiti, ‘Usandinetse, gonhi rakiiwa; vana vangu neni tatovata; handichagoni kumuka kuti ndiwane chokukupa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Ipapo uya ari mukati akati, ‘Rega kundinetsa. Mukova wangu watopfigwa, uye vana vangu neni tavata. Handikwanisi kumuka kuti ndikupe kana chinhu.’ Viz kapitola |