Ruka 11:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona49 Saizvozvo, Mwari, noungwaru hwake, akati, ‘Ndichavatumira vaporofita navapositori.’ Vamwe vachavauraya vachivatambudza Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Saka nokucenjera kwaMŋari ʋo kwakati: Ndicatumira kwaʋari ʋaprofita naʋaapostora, ʋacaʋuraya ʋamŋe ʋaʋo, nokuʋatambudza; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Saka nokuchenjera kwaMwariwo kwakati, ‘Ndichatumira kwavari vaporofita navapostori, vachauraya vamwe vavo, nokuvatambudza;’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Saizvozvo, Mwari, noungwaru hwake, akati, ‘Ndichavatumira vaporofita navapositori.’ Vamwe vachavauraya vachivatambudza Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Nokuda kwaizvozvo, Mwari muuchenjeri hwake akati, ‘Ndichatumira vaprofita navapostori, vamwe vavo vachavauraya uye vachatambudza vamwe.’ Viz kapitola |