Ruka 11:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona48 Nezvo muri zvapupu uye munobvumirana nezvakaitwa namadzibaba enyu nokuti ivo vakavauraya; imi munovaka makuva avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Naiɀoɀo muri ɀapupu, mucitenderana ʋo namaɓasa amadziɓaɓa enyu; nokuti iʋo ʋakaʋaʋuraya, nemi munoʋaka marinda aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Naizvozvo muri zvapupu, muchitenderanawo namabasa amadzibaba enyu; nokuti ivo vakavauraya, nemi munovaka marinda avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Nezvo muri zvapupu uye munobvumirana nezvakaitwa namadzibaba enyu nokuti ivo vakavauraya; imi munovaka makuva avo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Saka muri kupupura kuti munotenderana nezvakaitwa namadzitateguru enyu; vakauraya vaprofita uye imi munovaka marinda avo. Viz kapitola |