Ruka 11:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona45 Rimwe gweta rakati kwaari, “Mudzidzisi mukutaura izvi muri kutotitukawo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino mumŋe waʋaɗudziri ʋomurairo wakapindura, akati kwaari: Mudzidzisi, kana mucitaura iɀoɀo, munotituka nesu ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Zvino mumwe wavadudziri womurayiro akapindura, akati kwaari, “Mudzidzisi, kana muchitaura izvozvo, munotituka nesuo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Rimwe gweta rakati kwaari, “Mudzidzisi mukutaura izvi muri kutotitukawo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Mumwe wavadudziri vomurayiro akamupindura akati, “Mudzidzisi, kana muchitaura izvi, munotuka nesuwo.” Viz kapitola |