Ruka 11:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Ipapo ngwarira kuti chiedza chako chirege kuva rima. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Naiɀoɀo cenjera kuti ciedza ciri mukati mako cirege kuʋa rima. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Naizvozvo chenjera kuti chiedza chiri mukati mako chirege kuva rima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ipapo ngwarira kuti chiedza chako chirege kuva rima. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Chenjererai kuti chiedza chiri mamuri chirege kuva rima. Viz kapitola |