Ruka 11:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Mambokadzi wokuMaodzanyemba achasimuka achipa mhosva varume vechizvarwa ichi nokuti akabva kwakaperera nyika kuzonzwa ungwaru hwaSoromoni asi pano pane mukuru kupinda Soromoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Mambokadzi weZasi ucasimuka pakutoŋgwa naʋarume ʋorudzi urwu, akaʋapa mhoȿa, nokuti wakabva pamigumo yenyika, kuzonzwa kucenjera kwaSoromoni; tarirai, mukuru kunaSoromoni uri pano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Mambokadzi weZasi achasimuka pakutongwa navarume vorudzi urwu, akavapa mhosva, nokuti akabva pamigumo yenyika, kuzonzwa kuchenjera kwaSoromoni; tarirai, mukuru kuna Soromoni ari pano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mambokadzi wokuMaodzanyemba achasimuka achipa mhosva varume vechizvarwa ichi nokuti akabva kwakaperera nyika kuzonzwa ungwaru hwaSoromoni asi pano pane mukuru kupinda Soromoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Mambokadzi weZasi achasimuka pakutongwa navarume vorudzi urwu agovapa mhosva; nokuti akabva kumagumo enyika kuzonzwa uchenjeri hwaSoromoni, zvino mukuru kuna Soromoni ari pano. Viz kapitola |