Ruka 11:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Gungano ravanhu parakanga richimuti ungaunga akatangisa kuti, “Chizvarwa ichi chizvarwa chakaipa. Chinotsvaka chiratidzo asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chaJona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ʋazhinji ʋakati ʋaciʋuŋganira kwaari, akataŋga kuti: Rudzi urwu, rudzi rwakaipa; runotȿaka ciratidzo, asi haruŋgapiwi ciratidzo, asi ciratidzo caJona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zvino vazhinji vakati vachiunganira kwaari, akatanga kuti, “Rudzi urwu, rudzi rwakaipa; runotsvaka chiratidzo, asi harungapiwi chiratidzo, asi chiratidzo chaJona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Gungano ravanhu parakanga richimuti ungaunga akatangisa kuti, “Chizvarwa ichi chizvarwa chakaipa. Chinotsvaka chiratidzo asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chaJona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vanhu vakati vachiwanda, Jesu akati kwavari, “Rudzi urwu rwakaipa. Runokumbira chiratidzo, asi harungapiwi chiratidzo kunze kwechaJona. Viz kapitola |