Ruka 11:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana wasvika unowana yakatsvairwa yakanyatsorongedzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Kana waȿika, unoiwana yatȿairwa, yanatswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Kana wasvika, unoiwana yatsvairwa, yanatswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana wasvika unowana yakatsvairwa yakanyatsorongedzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Paunosvika, unowana imba yakatsvairwa, yanaka uye igere zvakanaka. Viz kapitola |