Ruka 11:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 “Kana mweya wakaipa wabuda mumunhu unopfuura nomunzvimbo dzisina mvura uchitsvaka pokuzororera. Kana washaya nzvimbo unoti, ndichadzokera kumba kwangu kwandakabva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mŋeya wetȿina kana waɓuɗa kumunhu, unopota nenɀimbo dzakawoma, ucitȿaka zororo; kana ukashaiwa, unoti: Ndicadzokera kumba kwaŋgu kwandaɓuɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Mweya wakaipa kana wabuda kumunhu, anopota nenzvimbo dzakaoma, achitsvaka zororo; kana ukashaiwa, unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwangu kwandabuda.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Kana mweya wakaipa wabuda mumunhu unopfuura nomunzvimbo dzisina mvura uchitsvaka pokuzororera. Kana washaya nzvimbo unoti, ndichadzokera kumba kwangu kwandakabva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Kana mweya wakaipa ukabuda mumunhu, unopinda nomunzvimbo dzakaoma uchitsvaka zororo ugorishayiwa. Ipapo unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwandakabva.’ Viz kapitola |