Ruka 11:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Kana ndichidzinga mweya yakaipa naBherizebhuru ko, vanhu venyu vanoidzinga nesimba raani. Ivo ndivo vachakukonesai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana ini ndiciɓuɗisa mŋeya yakaipa naBeerzeburi, ko ʋanakomana ʋenyu ʋanoiɓuɗisa nani? Naiɀoɀo iʋo ʋacaʋa ʋatoŋgi ʋenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Kana ini ndichibudisa mweya yakaipa naBheerizebhuri, ko vanakomana venyu vanoibudisa nani? Naizvozvo ivo vachava vatongi venyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana ndichidzinga mweya yakaipa naBherizebhuru ko, vanhu venyu vanoidzinga nesimba raani. Ivo ndivo vachakukonesai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvino kana ndichibudisa madhimoni naBheerizebhubhi, ko, vanakomana venyu vanoabudisa naani? Saka zvino, ivo vachava vatongi venyu. Viz kapitola |