Ruka 11:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 “Ndibaba vapi pakati penyu vanoti kana mwana wavo avakumbira hove vanomupa nyoka panze pokumupa hove. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ndaʋapiko ɓaɓa pakati penyu, kana mŋanakomana acikumbira ciŋgwa, ʋaŋgamupa ibge here? Kana hoʋe, ʋaŋgamupa nyoka panɀimbo yehoʋe here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ndavapiko baba pakati penyu, kana mwanakomana achikumbira chingwa, vangamupa ibwe here? Kana hove, vangamupa nyoka panzvimbo yehove here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Ndibaba vapi pakati penyu vanoti kana mwana wavo avakumbira hove vanomupa nyoka panze pokumupa hove. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Ndiani pakati penyu vanababa, angati, kana mwanakomana wake amukumbira hove, omupa nyoka pachinzvimbo chehove? Viz kapitola |