Ruka 10:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Kana mukapinda muguta ripi zvaro vakakugamuchirai idyai zvavanokuperekerai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Paguta ripi neripi, pamunopinda, kana ʋakakugamucirai, idyai ɀamunopakurirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Paguta ripi neripi, pamunopinda, kana vakakugamuchirai, idyai zvamunopakurirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kana mukapinda muguta ripi zvaro vakakugamuchirai idyai zvavanokuperekerai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Pamunopinda muguta uye vakakugamuchirai, mudye zvose zvinoiswa pamberi penyu. Viz kapitola |