Ruka 10:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Garai muimba imwecheteyo, muchidya nokunwa zvavanokupai nokuti mushandi anokodzera mubayiro wake. Musatevedze nedzimba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Garai muimba iyo, mucidya nokunwa ɀaʋanaɀo; nokuti muɓati wakafanirwa nomuɓairo wake; musapota‐pota nedzimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Garai muimba iyo, muchidya nokunwa zvavanazvo; nokuti mubati akafanirwa nomubayiro wake; musapota-pota nedzimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Garai muimba imwecheteyo, muchidya nokunwa zvavanokupai nokuti mushandi anokodzera mubayiro wake. Musatevedze nedzimba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Garai muimba iyoyo muchidya nokunwa zvose zvavanokupai nokuti mubati akafanirwa nomubayiro wake. Musapota-pota nedzimba. Viz kapitola |