Online Bible

- Reklamy -




Ruka 10:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 Chinhu chimwechete chinodiwa. Maria asarudza chakanaka chacho chaasingazombotorerwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 asi cinhu cimŋe cinoɗikanwa; nokuti Maria wakasanaŋgura mugoʋe wakanaka, waasiŋgazotorerwi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 asi chinhu chimwe chinodikanwa; nokuti Maria akasanangura mugove wakanaka, waasingazotorerwi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Chinhu chimwechete chinodiwa. Maria asarudza chakanaka chacho chaasingazombotorerwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 asi pane chinhu chimwe chete chinodikanwa. Maria asarudza chinhu chiri nani, uye haazochitorerwi.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 10:42

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy