Ruka 10:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona41 Tenzi akamupindura achiti, “Marita, Marita iwe, unozvidya mwoyo nokuzvinetsa nezvakawanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ishe akapindura, akati kwaari: Marta! Marta! unofuŋganya, nokuɀitambudza neɀinhu ɀizhinji, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Ishe akapindura, akati kwaari, “Marita! Marita! Unofunganya, nokuzvitambudza nezvinhu zvizhinji, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Tenzi akamupindura achiti, “Marita, Marita iwe, unozvidya mwoyo nokuzvinetsa nezvakawanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Ishe akapindura akati, “Marita, Marita, uri kufunganya nokugumburwa pamusoro pezvinhu zvizhinji, Viz kapitola |