Ruka 10:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Regai kutakura chikwama kana nhava kana shangu. Musakwazise munhu panzira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Musatora cikwama, kana homboɗo, kana shaŋgu; musakwazisa munhu panzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Musatora chikwama, kana hombodo, kana shangu; musakwazisa munhu panzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Regai kutakura chikwama kana nhava kana shangu. Musakwazise munhu panzira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Musatora chikwama, kana hombodo, kana shangu; uye musakwazisa munhu panzira. Viz kapitola |