Online Bible

- Reklamy -




Ruka 10:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 “Ndiani pakati pavatatu ava waunofunga kuti akaratidza kuti mumwe wouyo akawira mukati memakororo?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Unofuŋgei, ndoupiko kunaʋatatu aʋa wakaŋga ari wokwake waiye wakawirwa namakororo?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 “Unofungei, ndoupiko kuna vatatu ava akanga ari wokwake waiye akawirwa namakororo?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 “Ndiani pakati pavatatu ava waunofunga kuti akaratidza kuti mumwe wouyo akawira mukati memakororo?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 “Ndianiko pavanhu vatatu ava waunofunga kuti akanga ari muvakidzani kuna iye akawira mumaoko amakororo?”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 10:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy