Ruka 10:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Ndinokutaurirai kuti vaporofita namadzimambo mazhinji vaida kuona zvamuri kuona asi havana kuzviona uye kunzwa zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Nokuti ndinoti kwamuri: Ʋaprofita ʋazhinji namadzimambo ʋaiɗa kuʋona ɀamunoʋona, ʋakasaɀiʋona, nokunzwa ɀamunonzwa, ʋakasaɀinzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Nokuti ndinoti kwamuri, vaporofita vazhinji namadzimambo vaida kuona zvamunoona, vakasazviona, nokunzwa zvamunonzwa, vakasazvinzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndinokutaurirai kuti vaporofita namadzimambo mazhinji vaida kuona zvamuri kuona asi havana kuzviona uye kunzwa zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 nokuti ndinokuudzai kuti vaprofita vazhinji namadzimambo vaida kuona zvamunoona asi havana kuzviona, uye nokunzwa zvamunonzwa asi havana kuzvinzwa.” Viz kapitola |