Online Bible

- Reklamy -

Ruka 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Zvichakuwana zvako iwe Korozeini. Zvichakuwana iwe Bhetisaidha nokuti dai kuri kuti zvishamiso zvakaitwa mamuri zvakaitwa muTire nomuSidhoni, vangadai vakapinduka kare kare. Vangadai vakatopfeka masaga vakagara pamadota.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Unenhamo, iwe Korazeni! Unenhamo, iwe Betsaida! Nokuti maɓasa esimba akaitwa mukati menyu, ɗai akaitwa muTire neSidoni, ʋaŋgaɗai ʋatendeʋuka kare, ʋakagara ʋanamasaga neɗota.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Une nhamo, iwe Korazini! Une nhamo, iwe Bhetisaidha! Nokuti mabasa esimba akaitwa mukati menyu dai akaitwa muTire neSidhoni, vangadai vatendeuka kare, vakagara vana masaga nedota.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvichakuwana zvako iwe Korozeini. Zvichakuwana iwe Bhetisaidha nokuti dai kuri kuti zvishamiso zvakaitwa mamuri zvakaitwa muTire nomuSidhoni, vangadai vakapinduka kare kare. Vangadai vakatopfeka masaga vakagara pamadota.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “Une nhamo iwe, Korazini! Une nhamo iwe, Bhetisaidha! Nokuti dai zvishamiso zvakaitwa mauri zvakanga zvaitwa muTire neSidhoni, vangadai vakatendeuka kare, vakagara mumadota vakafuka masaga.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 10:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy