Ruka 1:63 - Bhaibhiri Idzva rechiShona63 Iye akakumbira chinyorero, akanyora kuti, “Zita rake ndiJohani.” Vose vakashamiswa zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 Ʋakakumbira ibge rokunyora pariri, ʋakanyora ʋaciti: Johane, ndiro zita rake. Ʋakashamiswa ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200263 Vakakumbira chinyorero vakanyora kuti, “Johani, ndiro zita rake.” Vakashamiswa vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 Iye akakumbira chinyorero, akanyora kuti, “Zita rake ndiJohani.” Vose vakashamiswa zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi63 Akavakumbira pokunyorera, akanyora kuti “Zita rake ndiJohani” uye vose vakashamiswa nazvo. Viz kapitola |