Ruka 1:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona57 Zvino mazuva okuti Erizabheti asununguke zvaakakwana, akapona mwana mukomana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ɀino ŋguʋa yaErisabete yokuɀara kwake yakaȿika; akaɓereka mŋanakomana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200257 Zvino nguva yaErizabheti yokusunguka kwake yakasvika; akabereka mwanakomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Zvino mazuva okuti Erizabheti asununguke zvaakakwana, akapona mwana mukomana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 Nguva yakati yasvika yokuti Erizabheti ave nomwana, akazvara mwana mukomana. Viz kapitola |