Ruka 1:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona43 Ko, zvandibvira nepikowo kuti ndishanyirwe kudai naAmai vaTenzi wangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ɀaita seiko kwandiri, kuti ndamutswa namai ʋaShe waŋgu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Zvaita seiko kwandiri, kuti ndamutswa namai vaIshe wangu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ko, zvandibvira nepikowo kuti ndishanyirwe kudai naAmai vaTenzi wangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Asi ini ndanzwirwawo nyasha seiko, zvokuti mai vaShe wangu vauye kwandiri? Viz kapitola |