Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 ndokutaura nezwi riri pamusoro achiti, “Makakomborerwa pana vakadzi vose, akakomborerwawo mwana wemimba yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 akaɗana nenzwi guru, akati: Wakaropafadzwa iwe pakati paʋakadzi, neciɓereko ceɗumbu rako cakaropafadzwa!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 akadana nezwi guru, akati, “Wakaropafadzwa iwe pakati pavakadzi, nomwana wemimba yako akakomborerwazve!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 ndokutaura nezwi riri pamusoro achiti, “Makakomborerwa pana vakadzi vose, akakomborerwawo mwana wemimba yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 Akadanidzira nenzwi guru achiti, “Wakaropafadzwa iwe pakati pavakadzi, uye akaropafadzwa mwana wauchazvara!

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:42

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy