Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Mutumŋa akapinda kwaari, akati: Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe unewe!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Mutumwa akapinda kwaari, akati, “Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe anewe!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Mutumwa akasvika kwaari akati, “Kwaziwa, iwe wakanzwirwa nyasha zvikuru! Ishe anewe.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy