Ruka 1:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Kuzoti mazuva ebasa rake apera, akadzokera kumusha kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino mazuʋa okushumira kwake akati apera, akaenda kumba kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino mazuva okushumira kwake akati apera, akaenda kumba kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kuzoti mazuva ebasa rake apera, akadzokera kumusha kwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Nguva yokushumira kwake yakati yapera, akadzokera kumba kwake. Viz kapitola |