Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Zvino akati abuda, haana kugona kutaura kwavari. Vanhu ndokubva vaziva kuti aona chiratidzo muTemberi. Akatoita zvokuvaninira maoko, ndokuramba angove chimumumu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino wakati aciɓuɗa, akasagona kutaura naʋo; ʋakaziʋa kuti wakaŋga aʋona ciratidzo mutembere; iye akaramba acininira namaʋoko, akaramba ari mbeʋeʋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino akati achibuda, akasagona kutaura navo; vakaziva kuti akanga aona chiratidzo mutemberi; iye akaramba achininira namaoko, akaramba ari mbeveve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvino akati abuda, haana kugona kutaura kwavari. Vanhu ndokubva vaziva kuti aona chiratidzo muTemberi. Akatoita zvokuvaninira maoko, ndokuramba angove chimumumu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Akati abuda, akasagona kutaura navo. Vakazviona kuti akanga aona chiratidzo mutemberi, nokuti akaramba achitaura navo namaoko, uye akaramba ari chimumumu asingagoni kutaura.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy