Ruka 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Zakariya akati kumutumwa, “Ndingazive seiko zvinhu izvi? Ini ndakwegura uye mudzimai wangu achembera?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Zakaria akati kumutumŋa: Iɀoɀi ndicaɀiziʋa seiko? Nokuti ini ndaʋa mutana, nomukadzi waŋgu wacembera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zekariya akati kumutumwa, “Izvozvi ndichazviziva seiko? Nokuti ini ndava harahwa, nomukadzi wangu achembera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zakariya akati kumutumwa, “Ndingazive seiko zvinhu izvi? Ini ndakwegura uye mudzimai wangu achembera?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Zekaria akabvunza mutumwa akati, “Ndichazviziva seiko izvi? Ini ndava murume mutana uye mukadzi wangu achembera kwazvo.” Viz kapitola |