Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Pakarepo mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akamira nechokurudyi rweatari yorusenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ipapo mutumŋa waShe wakaʋonekwa naye, amire kurudyi rweartari yeɀinonhuwira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ipapo mutumwa waIshe akaonekwa naye, amire kurudyi rwearitari yezvinonhuwira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Pakarepo mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akamira nechokurudyi rweatari yorusenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ipapo mutumwa waShe akazviratidza kwaari, akamira kurutivi rworudyi rwearitari yezvinonhuhwira.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy