Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Gurumwandira ravanhu rakanga richinamata kunze panguva yokupisira rusenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋanhu ʋazhinji ʋose ʋakaŋga ʋacinyeŋgetera kunze neŋguʋa yokupisa ɀinonhuwira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vanhu vazhinji vose vakanga vachinyengetera kunze nenguva yokupisa zvinonhuwira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Gurumwandira ravanhu rakanga richinamata kunze panguva yokupisira rusenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Uye nguva yokupisa zvinonhuhwira yakati yasvika, vanamati vose vakaungana panze vachinyengetera.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy