Obadia 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mhare dzako, iwe Temani, dzicavunduka, kuti ʋose ʋapere nokuʋurawa pagomo raEsau. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Mhare dzako, iwe Temani, ndichavhunduka, kuti vose vapere nokuurawa pagomo raEsau. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mhare dzako, iwe Temani, dzichavhunduka, uye vose vari mumakomo aEsau vachaparara pakuurayiwa ikoko. Viz kapitola |