Obadia 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Mungadai musina kundomirira pamharadzano muchipfuudza vainge votiza. Hamaifanira kudzosera kwakare vainge vapunyuka pamusi wenhamo yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Regai kumira pamharadzano, kuti muparadze ʋanhu ʋaʋo ʋanopukunyuka; regai kuisa kuʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋanhu ʋaʋo ʋakasara nezuʋa rokumanikidzwa kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Regai kumira pamharadzano, kuti muparadze vanhu vavo vanopukunyuka; regai kuisa kuvavengi vavo vanhu vavo vakasara nezuva rokumanikidzwa kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mungadai musina kundomirira pamharadzano muchipfuudza vainge votiza. Hamaifanira kudzosera kwakare vainge vapunyuka pamusi wenhamo yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Hamufaniri kumira pamharadzano dzenzira, kuti muuraye vanotiza vavo, kana kuisa vakasara vavo kuvavengi vavo, pazuva rokutambudzika kwavo. Viz kapitola |