Online Bible

- Reklamy -




Numeri 9:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Kudzika matendhe kwavo nokutama kwavo, kwaitoitwa kana kwabva shoko kuna Tenzi vachiteerera zvainge zvatemwa naTenzi sokutaurirwa kwainge kwaitwa Mosesi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Seɀaʋairairwa naJehova, ʋaidzika matente aʋo; seɀaʋairairwa naJehova, ʋaifamba; ʋaiceŋgeta ɀaʋakaŋga ʋarairwa naJehova, seɀakaraira Jehova nomuromo waMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Sezvavairairwa naJehovha, vaidzika matende avo; sezvavairairwa naJehovha, vaifamba; vaichengeta zvavakanga varairwa naJehovha, sezvakarairwa Jehovha nomuromo waMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Kudzika matendhe kwavo nokutama kwavo, kwaitoitwa kana kwabva shoko kuna Tenzi vachiteerera zvainge zvatemwa naTenzi sokutaurirwa kwainge kwaitwa Mosesi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Sokurayira kwaJehovha, vaidzika musasa, uye sokurayira kwaJehovha, vaifamba. Vakateerera kurayira kwaJehovha, maererano nokurayira kwake kubudikidza naMozisi.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 9:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy