Numeri 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Kunyange gore parairamba rakafukidza tendhe rinoera kwenguva ndefu vaiteerera Tenzi vachiramba varipo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana gore ricirambira pamsoro petabernakeri mazuʋa mazhinji, ʋana ʋaIsraeri ʋaiceŋgeta ɀaʋakaŋga ʋarairwa naJehova, ʋakasafamba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Kana gore richirambira pamusoro petabhenakeri mazuva mazhinji, vana vaIsiraeri vaichengeta zvavakanga varairwa naJehovha, vakasafamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kunyange gore parairamba rakafukidza tendhe rinoera kwenguva ndefu vaiteerera Tenzi vachiramba varipo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Gore paraimira pamusoro petabhenakeri, ivo vairamba vakadzika musasa. Viz kapitola |