Online Bible

- Reklamy -

Numeri 8:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Zvauchaita kwavari kuti uvachenure ndezvizvi vasase mvura yokuchenura munhu. Uvati vaveure vhudzi remiviri yavo rose nokusuka hanzu dzavo vazvishambidze ivo pachavo. Naizvozvo vanobva vava vanhu vachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Pakuʋanatsa unofanira kuʋaitira kuɗai: Sasa pamsoro paʋo mvura inosuka ɀiʋi, ugoʋaraira kuti ʋaʋeʋurwe muʋiri waʋo wose neciȿo, ʋasuke ŋguʋo dzaʋo, nokuɀinatsa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Pakuvanatsa unofanira kuvaitira kudai: Sasa pamusoro pavo mvura inosuka zvivi, ugovaraira kuti vaveurwe muviri wavo wose nechiso, vasuke nguo dzavo, nokuzvinatsa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Zvauchaita kwavari kuti uvachenure ndezvizvi vasase mvura yokuchenura munhu. Uvati vaveure vhudzi remiviri yavo rose nokusuka hanzu dzavo vazvishambidze ivo pachavo. Naizvozvo vanobva vava vanhu vachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Pakuvanatsa, unofanira kuita izvi: Sasa pamusoro pavo mvura yokuvachenesa; ipapo ugoita kuti vaveure miviri yavo yose vagosuka nguo dzavo, kuitira kuti vazvinatse.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 8:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy