Online Bible

- Reklamy -




Numeri 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 VaRevhi ngavaise maoko avo pamisoro yehandira dziya. Imwe ndeyechibayiro chomupiro wokupfupira zvitadzo. Imwe yacho ichava yomupiro wokupisa inoitirwa kuchenura vaRevhi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino ʋaRevi ʋanofanira kuisa maʋoko aʋo pamisoro yenzombe ɗuku, iwe ugoɓayira Jehova imŋe ciʋe cipiriso ceɀiʋi, neimŋe ciʋe cipiriso cinopiswa, kuti uyananisire ʋaRevi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino vaRevhi vanofanira kuisa maoko avo pamisoro yenzombe duku, iwe ugobayira Jehovha imwe chive chipiriso chezvivi, neimwe chive chipiriso chinopiswa, kuti uyananisire vaRevhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 VaRevhi ngavaise maoko avo pamisoro yehandira dziya. Imwe ndeyechibayiro chomupiro wokupfupira zvitadzo. Imwe yacho ichava yomupiro wokupisa inoitirwa kuchenura vaRevhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 “Mushure mokunge vaRevhi vaisa maoko avo pamisoro yehando, ushandise imwe yacho sechipiriso chechivi kuna Jehovha uye imwe yacho sechipiriso chinopiswa, kuti uyananisire vaRevhi.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 8:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy