Numeri 6:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Pazuva rorusere, ngaaunze njiva mbiri kana hangaiwa mbiri kumupristi kumusuo wetendhe rokusanganira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nomusi worusere unofanira kuʋuya kumuprista nenjiʋa mbiri, kana twana tuʋiri twenjiʋa pamukoʋa wetente rokusoŋgana; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Musi worusere anofanira kuuya kumupristi nenjiva mbiri, kana twana tuviri twenjiva pamukova wetende rokusangana; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pazuva rorusere, ngaaunze njiva mbiri kana hangaiwa mbiri kumupristi kumusuo wetendhe rokusanganira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ipapo nezuva rorusere anofanira kuuya nenjiva mbiri kana twana tuviri twenjiva kumuprista ari pamusuo weTende Rokusangana. Viz kapitola |