Numeri 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana murume kana mukadzi aciŋge atadza nokutadza kwaʋanhu, akatadzira Jehova, munhu uyu akaʋa nemhoȿa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Kana murume kana mukadzi achinge atadza nokutadza kwavanhu, akatadzira Jehovha, munhu uyu akava nemhosva; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Uti kuvaIsraeri: ‘Kana murume kana mukadzi akakanganisira mumwe nenzira ipi zvayo uye saizvozvo akasava akatendeka kuna Jehovha, munhu uyo ane mhosva, Viz kapitola |