Online Bible

- Reklamy -




Numeri 4:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

48 Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

48 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari vakaȿika ɀuru ɀisere namazana mashanu namakumi masere.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

48 vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvisere namazana mashanu namakumi masere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

48 vakasvika zviuru zvisere, mazana mashanu namakumi masere.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 4:48

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy