Online Bible

- Reklamy -




Numeri 4:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 nembiru dzenhandare yose kuitenderedza nezvigadzikiro zvadzo nehoko netambo nenhumbi dzavo nezvose zvadzinoshanda nadzo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 nembiru dzoruʋazhe rwakapotedza, neɀigadziko ɀadzo, nembambo dzadzo dzose, namaɓote adzo, nenhumbi dzadzo dzose, neɀose ɀaʋanoɓata naɀo; unofanira kuʋatarira namazita aʋo nhumbi dzaʋanofanira kuceŋgeta pakutakura.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 nembiru dzoruvazhe rwakapotedza, nezvigadziko zvadzo, nembambo dzadzo dzose, namabote adzo, nenhumbi dzadzo dzose, nezvose zvavanobata nazvo; unofanira kuvatarira namazita avo nhumbi dzavanofanira kuchengeta pakutakura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 nembiru dzenhandare yose kuitenderedza nezvigadzikiro zvadzo nehoko netambo nenhumbi dzavo nezvose zvadzinoshanda nadzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 pamwe chete nembiru dzinopoteredza ruvazhe nehwaro hwadzo, mbambo dzetende, tambo, midziyo yavo yose uye nezvose zvinoshandiswa pamwe chete nazvo. Govera murume mumwe nomumwe zvinhu zvaanofanira kutakura.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 4:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy