Numeri 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu zvina mazana mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀitanhatu namazana mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvitanhatu namazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu zvina mazana mashanu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana nezvitanhatu, namazana mashanu. Viz kapitola |