Online Bible

- Reklamy -




Numeri 16:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 “Sudurukai pagungano iri, ndivaparadze, ndivati bvu kamwechete.” Mosesi naAroni vakati pasi zvambarara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Ibvai paʋuŋgano iyi, ndiʋaparadze pakarepo. Iʋo ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 “Ibvai paungano iyi, ndivaparadze pakarepo.” Ivo vakawira pasi nezviso zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 “Sudurukai pagungano iri, ndivaparadze, ndivati bvu kamwechete.” Mosesi naAroni vakati pasi zvambarara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 “Ibva paungano iyi kuti ndivaparadze iye zvino.” Ipapo vakawira pasi nezviso zvavo.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 16:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy