Numeri 16:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Saka vose vakati ririri imomo, vari vapenyu kunzvimbo yavachakabvu nezvinhu zvavo zvose. Pasi ndokuti gwibha kuvakwidibira. Ndiko kuparadzwa kwavakaitwa pakati pegungano ravaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Naiɀoɀo iʋo, neɀose ɀaʋo, ʋakaɓurukira kubgiro ʋari ʋapenyu; ivu rikaʋafukidza, ʋakaparadzwa pakati peʋuŋgano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Naizvozvo ivo, nezvose zvavo, vakaburukira kuhwiro vari vapenyu; ivhu rikavafukidza, vakaparadzwa pakati peungano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Saka vose vakati ririri imomo, vari vapenyu kunzvimbo yavachakabvu nezvinhu zvavo zvose. Pasi ndokuti gwibha kuvakwidibira. Ndiko kuparadzwa kwavakaitwa pakati pegungano ravaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vakaburukira muguva vari vapenyu, nezvinhu zvavo zvose; nyika ikavafukidza, vakaparara vakabva pakati peungano. Viz kapitola |