Numeri 16:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Kora akaunganidza gungano rose ravanhu kumusuo wetendhe rinoera kuzopikisana navo. Ipapo kupenya kwaTenzi kwakaonekwa negungano rose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kora akaʋuŋganidza ʋuŋgano yose pamukoʋa wetente rokusoŋgana; kubginya kwaJehova kukaʋonekwa neʋuŋgano yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Kora akaunganidza ungano yose pamukova wetende rokusangana; kubwinya kwaJehovha kukaonekwa neungano yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kora akaunganidza gungano rose ravanhu kumusuo wetendhe rinoera kuzopikisana navo. Ipapo kupenya kwaTenzi kwakaonekwa negungano rose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kora akati aunganidza vateveri vake vose vaipikisana navo pamukova wokupinda muTende Rokusangana, kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa neungano yose. Viz kapitola |