Numeri 15:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakamuisa mutoroŋgo, nokuti kwakaŋga kusina‐kurebga ɀaaifanira kuitirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Vakamuisa mutorongo, nokuti kwakanga kusina kurehwa zvaaifanira kuitirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 uye vakamuchengeta mutorongo, nokuti vakanga vasingazivi zvaifanira kuitwa kwaari. Viz kapitola |